Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet Duplicate
id
int64
1
150
filename
stringlengths
5
7
speaker_id
int64
0
0
text
stringlengths
42
171
audio
audioduration (s)
3.95
14.2
1
1.wav
0
Mangwanani. Ndamuka zvakanaka nhasi; ndirikugadzirira kuenda kusvondo.
2
2.wav
0
Mhoro shamwari yangu. Wakafamba sei nezuro; wakasvika zvakanaka here?
3
3.wav
0
Waswera sei; ndanga ndichifona kuti ndibvunze kuti tinogona kusangana here nhasi.
4
4.wav
0
Manheru amai. Nhasi ndakaneta asi zvinhu zvafamba zvakanaka hazvo.
5
5.wav
0
Ndikumbirewo kuti uvhura hwindo mhepo imbopinda mumba muno.
6
6.wav
0
Vhara musuwo zvinyoronyoro nokuti mwana achiri akarara.
7
7.wav
0
Ndiri kutsvaga makiyi angu asi handisi kuawona patafura.
8
8.wav
0
Nhasi ndichabika sadza nemuriwo kuti tidye tese kumba.
9
9.wav
0
Ndinoda mvura inodziya nokuti kunze kuri kutonhora mangwanani ano.
10
10.wav
0
Chingwa chapera saka ndichapfuura nekuchitoro pandinobva kubasa.
11
11.wav
0
Ndaisa mvura patafura; ndangomirira vamwe kuti vauye.
12
12.wav
0
Ko ukawedzera munyu zvishoma hazvibudi zvakanaka here.
13
13.wav
0
Mwana amuka achifara uye ave kuda kuenda kuchikoro manje.
14
14.wav
0
Tichasangana naamai kumusika kana tapedza kutenga miriwo.
15
15.wav
0
Baba vari kugadzirisa chitofu chemumba chisiri kushanda.
16
16.wav
0
Hanzvadzi yangu iri kuverenga saka tiri kutaura tichizevezera.
17
17.wav
0
Ndichamuka mangwanani kuti ndiwache hembe dzose dzasara.
18
18.wav
0
Tafura iyi inoda kupukutwa nokuti vana varasira mukaka pairi.
19
19.wav
0
Tiri kuronga kuzogeza mota masikati zuva rikabuda.
20
20.wav
0
Ndinoda kugara pasi zvangu kwemaminitsi mashoma ndimbonyarara.
21
21.wav
0
Bhazi ranonoka nhasi; ndatozomhanya kuti ndisvike kubasa nenguva.
22
22.wav
0
Mugwagwa wangauine makomba asi rwendo rwazofamba zvakanaka; pasina dambudziko.
23
23.wav
0
Ndinokumbira undiratidze nzira inoenda kukiriniki iri pedyo.
24
24.wav
0
Tichabuda nenguva kuti tisazononoka kutanga musangano wedu wemangwanani.
25
25.wav
0
Ndasiya bhegi rangu kumashure kwemota saka ndinofanira kudzokera kunoritora.
26
26.wav
0
Mvura yakatanga kunaya tichiri munzira saka takamhanya kupinda mumba.
27
27.wav
0
Kirasi yanhasi yakanga yakanaka uye mudzidzisi akatsanangura zvose zvakanaka.
28
28.wav
0
Ndakanganwa penzura yangu kumba asi shamwari yangu yandibatsira.
29
29.wav
0
Mwana uyu anoverenga zvakanaka uye anofarira kunyora nyaya pfupi.
30
30.wav
0
Tiri kudzokorora zvatakadzidza nezuro tisati tanyora bvunzo.
31
31.wav
0
Basa ranhasi rakawanda asi ndicharipedza zvishoma nezvishoma.
32
32.wav
0
Ndapota tumira mashoko acho zvakare nokuti handina kuaverenga zvakanaka.
33
33.wav
0
Musangano watanga nenguva uye munhu wese anga akagadzirira.
34
34.wav
0
Ndiri kunyora rondedzero pfupi pamusoro pebasa randakaita svondo rino.
35
35.wav
0
Foni yangu yakadzima bhatiri saka handina kuona mashoko ako.
36
36.wav
0
Ndapedza basa rese saka rega ndimbozorora zvishoma.
37
37.wav
0
Muviri wangu unonzwa kuremerwa saka ndiri kuda kuzorora nhasi.
38
38.wav
0
Ndapota huyai muchinyararire nokuti murwere achangobatwa nehope.
39
39.wav
0
Ndiri kunwa mushonga mushure mekudya sezvandakaudzwa nachiremba.
40
40.wav
0
Kana musoro ukaramba uchirwadza ndichaenda kukiriniki mangwana.
41
41.wav
0
Nhasi zuva ririnani zvaro; asi mhepo iri kufefetera zvakasimba.
42
42.wav
0
Kune makore akawanda saka kunogona kungonaya manheru.
43
43.wav
0
Zuva ranyatsobuda nhasi; mbatya dziri kuoma nekukurumidza.
44
44.wav
0
Nhasi kwaita mhute saka titochafamba tichinyatsotarisa nzira yedu.
45
45.wav
0
Ndinogona kukudaiza kananguva yemusangano yakwana here?
46
46.wav
0
Nhasi izuva rechitatu basa richiri kufamba zvakanaka chose.
47
47.wav
0
Ndachengeta mari shoma; kuti ndigozotenge zvimwe zvinhu mangwana.
48
48.wav
0
Tine maminitsi mashanu chete saka ngatikurumidze kupedza zvatirikuita.
49
49.wav
0
Wamboona bhuku rangu here? ndarisiya pedyo nepahwindo.
50
50.wav
0
Uri kunzwa zvakanaka here kana kuti ndoita zvekudaidzira?
51
51.wav
0
Mungandibatsirawo here kusimudza bhokisi ririkurema iri?
52
52.wav
0
Sei usina kundifonera pawakasvika pamba nezuro manheru?
53
53.wav
0
Chigara pano womirira kusvika ndadzoka kubva kuchechi.
54
54.wav
0
Tora kapu iyi uiise pedyo nefafitera usati wabuda.
55
55.wav
0
Vhenekera mwenje wako nokuti kwamuri kwakasviba zvikuru; hapana chandiri kuona.
56
56.wav
0
Ngatitangei zvino tisati tapedzerwa nguva nezvimwe zvinhu.
57
57.wav
0
Ndafara zvikuru kukuona zvakare mushure memazuva akawanda.
58
58.wav
0
Zvichiri zvakaoma zvikuru; asi ndinoziva kuti zvichanaka.
59
59.wav
0
Nhasi zvinhu zvafamba zvakanaka kupfuura zvandaitarisira pakutanga.
60
60.wav
0
Kana tapedza izvi tichazorora todya zvakanaka tese.
61
61.wav
0
Masvingo eKare akavakwa nemadzitateguru edu achishandisa matombo asina dhaka.
62
62.wav
0
Mambo Munhumutapa aiva mutungamiri airemekedzwa zvikuru munyika yese.
63
63.wav
0
Wakamboenda kunzvimbo dzinochengetedza nhoroondo dzenyika yedu yekare here?
64
64.wav
0
Humambo hweRozvi hwaizivikanwa neuto ravo raigona kurwa hondo.
65
65.wav
0
Madzitateguru edu aishandisa uta nemiseve kana vachienda kunovhima musango.
66
66.wav
0
Nhoroondo dzekare dzinotidzidzisa kwatakabva netsika dzedu semaShona.
67
67.wav
0
Vakataura pamusoro pegamba renyika rakarwira rusununguko rwedu here?
68
68.wav
0
Chaminuka aive svikiro guru raiporofita zvaizoitika munyika mazuva aizouya.
69
69.wav
0
Vanhu vaitengeserana nyanga dzenzou nendarama nevatorwa vaibva kure.
70
70.wav
0
Pane anoziva kuti zita rekuti Zimbabwe rakabva pazvivakwa zvematombo here?
71
71.wav
0
Mbuya Nehanda vakatungamirira vanhu pakurwira nyika yavo kubva kuvachena.
72
72.wav
0
Kare vanhu vairima mapfunde nezviyo vasati vatanga kurima chibage.
73
73.wav
0
Wakanzwa nyaya yengano yetsuro negudo yataitaurirwa naambuya here?
74
74.wav
0
Vadzimu vairemekedzwa zvikuru uye vanhu vaibika doro rekupira mweya.
75
75.wav
0
Madzimambo ekare aigara mumizinda yakakomberedzwa nemadziro ematombo.
76
76.wav
0
Munguva yamadzimambo vanhu vaibvisa mutero vachishandisa zvipfuyo here?
77
77.wav
0
Kugadzira masimbi kwaida hunyanzvi hukuru, hwaishandiswa kugadzira mapfumo.
78
78.wav
0
Nziyo dzechinyakare dzayiimbwa panguva dzekukohwa kana parufu.
79
79.wav
0
Mudzidzisi wepachikoro akakutsanangurirai nezvekutama kwemaBantu here?
80
80.wav
0
VaShona vaive mhizha dzaigona kuumba hari dzakanaka dzevhu.
81
81.wav
0
Lobengula aiva mambo wemaNdevere aigara muBulawayo panguva iyoyo.
82
82.wav
0
Unofunga kuti kurarama kwemazuva ekare kwaive nani pane kwanhasi here?
83
83.wav
0
Rwizi rweZambezi rwuripamuganhu peZimbabwe neZambia
84
84.wav
0
Misha yechinyakare yaivakwa nembariro ichipwigirwa nehuswa kwete marata.
85
85.wav
0
Baba vako vakambokutaurira nhoroondo yedzinza remhuri yenyu here?
86
86.wav
0
Varume vaigara padare vachitonga mhosva nekudzidzisa vakomana tsika.
87
87.wav
0
Vakadzi vaienda kutsime kunotora mvura vachitaurirana nyaya dzavo.
88
88.wav
0
Kune magwaro akanyorwa nezveumambo hweMutapa kuchikoro kwenyu here?
89
89.wav
0
Doro remazhanje neremakumbi zvinwiwa zvaidiwa munguva yezhizha.
90
90.wav
0
Hondo yeChimurenga yakatanga apo vanhu vakaramba kudzvanyirirwa.
91
91.wav
0
Unogona kududza mazita emadzimambo akatonga munyika ino here?
92
92.wav
0
Makomo ekumatobo ane mapako ane mifananidzo yakatarwa kare kare.
93
93.wav
0
Vana vaitamba mahumbwe vachidzidzira mabasa ehunyanzvi hwevakuru.
94
94.wav
0
Zvaibvumidzwa kuti munhu aroore vakadzi vakawanda munguva yechinyakare here?
95
95.wav
0
Nzira dzekurapa dzechinyakare dzaishandisa midzi nemakwati emiti.
96
96.wav
0
Kurova guva yaiva tsika yakakosha yekudzosa mweya wemufi mumusha.
97
97.wav
0
Une chokwadi here kuti ivhu iri ndiro rairimirwa nemadzitateguru edu here?
98
98.wav
0
Varungu pavakasvika vakatora minda yakanaka yevatema nechisimba.
99
99.wav
0
Zvirevo nemadimikira zvaishandiswa kupanana mazano akadzama.
100
100.wav
0
Rwendo rwekudzidza nhoroondo rwabatsira kuti unzwisise tsika dzedu here?
End of preview. Expand in Data Studio

SNA Manasseh 150 Raw

This dataset contains the 150-sample Shona corpus stored in the Modal sna-data volume.

Columns

  • id: integer row id from the source metadata
  • filename: audio file name
  • speaker_id: speaker label
  • text: transcription
  • audio: WAV audio loaded as a Hugging Face audio feature

Source Summary

  • Rows: 150
  • WAV files: 150
  • Sample rates: {"48000": 150}
  • Channels: {"1": 150}
  • Duration min: 3.947 sec
  • Duration max: 14.229 sec
  • Duration avg: 5.960 sec

Usage

from datasets import load_dataset

dataset = load_dataset("manassehzw/sna-manasseh-150-raw", split="train")
print(dataset[0])

The audio column is published with the Hugging Face Audio feature so samples can be played directly in the dataset viewer.

Downloads last month
34

Models trained or fine-tuned on manassehzw/sna-manasseh-150-raw