id
int64
1
150
filename
stringlengths
5
7
speaker_id
int64
0
0
text
stringlengths
42
171
audio
audioduration (s)
3.95
14.2
101
101.wav
0
Ndiri kuenda kubasa izvozvi kuti ndinotanga mazuva angu.
102
102.wav
0
Mota yafa parwendo saka tiri kutsvaga rubatsiro.
103
103.wav
0
Svika kumba nenguva nhasi tisati tadya manheru.
104
104.wav
0
Tsvaga nzira iri nani yekugadzirisa dambudziko iri.
105
105.wav
0
Mvura iri kunaya zvakanyanya kunze uko nhasi.
106
106.wav
0
Ndinoda kudya sadza neusavi hwakanaka nhasi.
107
107.wav
0
Rwizi rwuzere nemvura mushure mekunaya kwanezuro.
108
108.wav
0
Imbwa iri kuhukura panze pamwe pane chayaoona.
109
109.wav
0
Kwedu kune makomo marefu anonakidza kuona.
110
110.wav
0
Tora bhuku riri patafura undipe ndimboverenga.
111
111.wav
0
Vhara musuwo zvakasimba kana uchibuda mumba.
112
112.wav
0
Dzidza zvakawanda mazuva ose kuti uwedzere ruzivo.
113
113.wav
0
Ndiri kugadzira chirongwa chitsva chichabatsira vanhu.
114
114.wav
0
Nyama iyi yakaoma chaizvo pakubikwa kwayo.
115
115.wav
0
Pane tsvimbo yadonha pasi saka ndinokumbira uyinhonge.
116
116.wav
0
Ndinokumbirawo undibatsire basa iri, riri kundinetsa zvikuru.
117
117.wav
0
Mbuya vari kurwara nhasi saka tiri kuenda kuvawona.
118
118.wav
0
Rwendo rwacho rwakareba asi tichasvika hedu.
119
119.wav
0
Ndinonzwa nzara mangwanani kana ndisina kudya.
120
120.wav
0
Dzoka kumusha nekukurumidza kana wapedza basa.
121
121.wav
0
Mhepo iri kuvhuvhuta zvakasimba kubva kumabvazuva.
122
122.wav
0
Ndiri kuda kuzorora zvishoma ndisati ndaenderera mberi.
123
123.wav
0
Mazuvano kunze kuri kupisa zvakanyanya masikati.
124
124.wav
0
Mbatya dzangu dziri panze saka ndiri kuda kudziunganidza.
125
125.wav
0
Tsvaga mari yekubhadhara vashandi pakupera kwemwedzi.
126
126.wav
0
Ndawana nzvimbo yakanaka yekugara iri pedyo nebasa.
127
127.wav
0
Mwana ari kuchema mumba nokuti arumwa nenyuchi.
128
128.wav
0
Ugosvika pano manhero kuti tigozodya tese.
129
129.wav
0
Rima munda wako zvakanaka kuti uwane goho guru.
130
130.wav
0
Ndiri kufara nekuona shamwari dzangu dzepachikoro.
131
131.wav
0
Makadini mose muri mumba ndinovimba makasimba.
132
132.wav
0
Tiri kuronga rwendo rwemangwana rwekuenda Harare.
133
133.wav
0
Uyai kuno mundibatsire kusimudza zvinhu zvinorema izvi.
134
134.wav
0
Rwizi rwuri kuyerera zvine simba saka musayambuke.
135
135.wav
0
Ndiri kunyora bvunzo dzangu dzekupedzisira svondo rino.
136
136.wav
0
Panguva yandakapedza zvidzidzo zvangu, ndakatanga kufunga nezvekugadzira kambani.
137
137.wav
0
Rwendo rwedu rwekuenda kumakomo rwakanakidza chaizvo, kunyangwe zvazvo takasangana nemvura yakawanda munzira, takazokwanisa kusvika tese mushe.
138
138.wav
0
Ndinokumbira kuti utore magwaro ose ari patafura, uwaise mufaira riri pamubhedha.
139
139.wav
0
Kana tikashanda nesimba, tichibatsirana pachirongwa ichi, tinogona kupedza basa racho nenguva; tozowana mukana wekumbozorora tisati tatanga chimwe chidzidzo.
140
140.wav
0
Vabereki vangu vakafara zvikuru, pandakavaudza kuti ndapasa bvunzo dzangu dzekupedzisira.
141
141.wav
0
Mutambo webhora watakaona nezuro manheru waipisa zvikuru, uye vatambi vaitamba nehunyanzvi hunoshamisa; zvichiita kuti vanhu vese vaiva munhandare vafare.
142
142.wav
0
Handisati ndanyatsonzwisisa kuti chii chirikunetsa pafoni iyi, nokuti ndayedza kuibatidza kubvira mangwanani; asi iri kungoramba kubaka.
143
143.wav
0
Kutaura kwako nhasi kune hungwaru mukati, uye ndinobvumirana newe pane zvizhinji zvawataura.
144
144.wav
0
Zuva rekutanga kubasa idzva, rinogara richityisa kune vanhu vazhinji; asi kana ukashinga, uye uchitaura nevamwe zvakanaka, unokurumidza kujaira nzvimbo yacho pasina nguva.
145
145.wav
0
Imbwa yedu yakatanga kuhukura pakati pehusiku, ichivhundutsa vanhu vese vanga vakarara; zvakazoita kuti ndimuke, ndibude panze kuti ndione kana paiva nembavha.
146
146.wav
0
Mwedzi unouya, tiri kuronga kuenda kumusha kunoona mbuya nasekuru vedu; nokuti pava nenguva refu tisati tasangana navo.
147
147.wav
0
Chirongwa chekudzidzisa zvigadzirwa zvemichina mitsva muzvikoro, chiri kubatsira vana vakawanda kuti vazive maComputers
148
148.wav
0
Ndanzwa nerunyerekupe kuti mitengo yezvinhu muzvitoro iri kuramba ichikwira mazuva ano.
149
149.wav
0
Paunenge uchiverenga bhuku iri, nyatsoteerera mazwi akashandiswa nemunyori; nokuti ane udzamu, uye anopa dzidziso yakakosha inoshanda muupenyu hwedu hwemazuva ose.
150
150.wav
0
Ndaedza kumufonera kakawanda nhasi masikati, asi nharembozha yake yairamba ichiti haina kubatika.